KwaunobvaDuramazwiCchimiso

Duramazwi · zita

chimiso

chindagumafurusutopuchidodzi

Zvinoreva

Chimiso kadodzi kanoiswa pokupedzisira pomutsetse wanyorwa, kuratidza kuti ndipo panoperera chirevo uye chinonyorwa sezvizvi (.).

1

Chimiso kadodzi kanoiswa pokupedzisira pomutsetse wanyorwa, kuratidza kuti ndipo panoperera chirevo uye chinonyorwa sezvizvi (.).

Chimiso ndiyo nyora isinganetsi kudzidzisa kuti inoiswa papi.

Kuganhura kuisa chimiso chinoparadzanisa nzvimbo kana zvinhu. Nzizi dzinoshandiswa pakuganhura matunhu.

Chimiso kadodzi kanoiswa pokupedzisira pomutsetse wanyorwa, kuratidza kuti ndipo panoperera chirevo uye chinonyorwa sezvizvi (.).

Zvakafanana

chindaguma · furusutopu · chidodzi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimodho

Chimodho chingwa chinobikwa neupfu nefurawa shoma, chichibikirwa mubhodho kana mupani.

Verenga

Swipe for the next word