KwaunobvaDuramazwiHhanditi

Zvinoreva

Kuti handiti kubvunza kuti zviri kutaurwa hazvisiri izvo here. Zvinonzi kana ukagara mumugwagwa unoita mamota, *handiti*?

1

Kuti handiti kubvunza kuti zviri kutaurwa hazvisiri izvo here. Zvinonzi kana ukagara mumugwagwa unoita mamota, *handiti*?

Handiti ndakakuti enda here nyangwe zvazvo ndaisazotevera asi hona wave chirema!

Handiti ukatsvaga gudo mugomo unoriwana, zvino ainge azviwana zvaaida chaizvo.

Handiti zvavaisiendera zvainge zvowanikwa kwamai Mhofu here?, Kudya nekugeza.

Zvakafanana

handizvo here · handizvo · diba

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word