KwaunobvaDuramazwiHhandei

Duramazwi

handei

handehambaingatiende

Zvinoreva

Kuti handei kuudza waunenge unaye kana vaunenge uinavo, kuti muchibva pamunenge muri muchienda kumwe. Handei kumunda, zuva risati rapisa.

1

Chero kuwacha chaiko unongowacha nayo " akadaro ndichibva ndati " it's ok sisi handei?" Ndakadaro tichibva tabuda.

Iri kuna mai vako zvanzi handei.

Kuti handei kuudza waunenge unaye kana vaunenge uinavo, kuti muchibva pamunenge muri muchienda kumwe. Handei kumunda, zuva risati rapisa.

Zvakafanana

hande · hambai · ngatiende

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

handira

Handira imombe nzombe isina kuchekwa uye inoberekesa mhou.

Verenga

Swipe for the next word