KwaunobvaDuramazwiHhondohwe

Duramazwi · zita

hondohwe

hundudzichikondohwe

Zvinoreva

Gwayi rechirume (ram).

Hondohwe ihwai hono isina kuchekwa.

1

Gwayi rechirume (ram).

Hondohwe ihwai hono isina kuchekwa.

2

Hondohwe ihwai hono isina kuchekwa.

Hondohwe ihwai hono isina kuchekwa.

Zvakafanana

hundudzi · chikondohwe

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hondora

Hondora chitayira chekutamba chakangoda kufanana nembende.

Verenga

Swipe for the next word