KwaunobvaDuramazwiBbheuka

Duramazwi

bheuka

Zvinoreva

Kupidiguka kana kuvhurika.

1

Kupidiguka kana kuvhurika.

Mushure mekubheuka nebhazi, ndakati nyevenu ndaona kuti mhuri yangu yose yaiva yapona.

Kana mota yakudubuka inenge yaita yabheuka, zvichikonzerwa kazhinji nekumhanya.

Kubheuka kupidiguka kwechinhu chichindorara nedivi kana nomusana.

2

Kubheuka kupidiguka kwechinhu chichindorara nedivi kana nomusana.

3

Kubheuka kuvhurika kwechinhu chakaita sesasa.

4

Kana munhu achinzi abheuka anenge asununguka pamwoyo zvokuti anenge ava nemudongodongo wokuda kufadza waanenge anaye. Pakasvika musikana wake akabva abheuka akatanga kutitengera doro.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bheura

Kupidigura kana kuku-tura kana kuvhura.

Verenga

Swipe for the next word