Duramazwi · zita
bhenji
bench · pew
Duramazwi · zita
bench · pew
Bhenji chivakwa chinovakirirwa chichitevedza madziro chokugarira kana vanhu vari mumba.

Bhenji chigaro chinogara vanhu, chakavezwa, chinosevenzeswa sezvakaita muzvikoro kana mumabhawa.

chigaravakwati
Duramazwi
01 / 03bhenzini
Bhenzini mushonga unotaridzika separafini, unowanzoshaadiswa kusuka tsvina inenge yakanamira pazvinhu.
VerengaSwipe for the next word