Duramazwi · zita
rumuko
resurrection
Duramazwi · zita
resurrection
PachiKiristu, rumuko inguva yokuti munhu anenge asiya zvitadzo ava kurarama upenyu hutsva hune ruponeso.

Duramazwi
01 / 03rumura
Kurumura kumisa mwana kunwa mukaka kubva pana mai vake, kuti achirarama nechimwe chikafu.
VerengaSwipe for the next word