KwaunobvaDuramazwiRrumirira

Duramazwi

rumirira

-rumira

Zvinoreva

Kana munhu akarumurira nyama anenge chiidya achiita padiki padiki kuitira kuti ikwanirane nechaanenge achidyisa nacho.

1

Kana munhu akarumurira nyama anenge chiidya achiita padiki padiki kuitira kuti ikwanirane nechaanenge achidyisa nacho.

Usavi hwaiva ushoma, sadza rakazara poto saka takatorumirira zvinyama kuti tigute.

Zvakafanana

-rumira

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word