KwaunobvaDuramazwiRrwisanisa

Duramazwi

rwisanisa

Zvinoreva

Kurwisanisa vanhu kuita kana kutaura zvinhu zvinoita kuti vapokane, vozoguma vorwa pachavo.

1

Kana munhu achinzi nditinhaidzirwe anenge achizikanirwa kupesanisa nokurwisanisa vamwe vanhu.

Uyu munhu, kazhinji mbwende, ane kamutaurire kekurwisanisa vanhu.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word