Duramazwi
rwizi
river
mufuya
Duramazwi
river
Rwizi mukana unoerera nawo nemvura kubva kwa-yanaya yava kuenda kugungwa.
Rwizi mukana unoerera nawo nemvura kubva kwa-yanaya yava kuenda kugungwa.
Kana rwizi rwaserera runenge rwava nemvura shoma, irwo rwambenge rwakazara.
Rwizi mukana unoerera nawo nemvura kubva kwa-yanaya yava kuenda kugungwa.
Kuyambuka kupfuura rwizi, mugwagwa kana sango, uchibva kudivi rimwe uchienda kune rimwe.
mufuya
Duramazwi
01 / 03rwo
Iri idzitsi rechireva-mwene chomupanda 11.
VerengaSwipe for the next word