Duramazwi · zita
Zvinoreva
Urwu rudzi rwemuti wakaita mupfupi unoita mapazi akawanda aine minzwa mizinji, kanowanza kuwanikwa mumakomo uye kanobuda mukaka muchena.
1
Urwu rudzi rwemuti wakaita mupfupi unoita mapazi akawanda aine minzwa mizinji, kanowanza kuwanikwa mumakomo uye kanobuda mukaka muchena.
Zhazha muto muchena unobuda pamuti unonzi mukondekonde unogadziriswa urimbo.
Zvakafanana
zhazha · kakondekaduku · konzekonze
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukondombera
Chinhu chinouraya vanhu vakawanda.
VerengaSwipe for the next word