KwaunobvaDuramazwiRrugwagwa

Zvinoreva

Rugwagwa inzira yokuvhima yokuti vanhu vanoenda musango vakawanda, vobva voita mhuka dzokukomba, vachizodzitema kana kubaya.

1

Zvakafanana

ukonde · mambure

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rugwezhwa

Rugwezhwa inzvimbo inenge ine miti yakawanda chaizvo musango, zvokuti inotonetsa kupinda.

Verenga

Swipe for the next word