Duramazwi
Zvinoreva
Nzambara.
1
Nzambara.
Muruguru kamuti kane mashizha akasvibira neminzwa mipfupi, kanobereka vana vanobuda mukaka kana vari vambishi, vanozoibva vachiita vatema.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rugwagwa
Rugwagwa inzira yokuvhima yokuti vanhu vanoenda musango vakawanda, vobva voita mhuka dzokukomba, vachizodzitema kana kubaya.
VerengaSwipe for the next word