KwaunobvaDuramazwiMmambure

Zvinoreva

Mikosi yakarukirwa kubata kana kuvhara.

1

Mikosi yakarukirwa kubata kana kuvhara.

Mambure mikosi yakasimba yakarukaniswa, inoshandiswa kubata hove kana mhuka.

Mambure maneti anosungirirwa pagedhi kuti azogamha bhora rinenge ramwa.

Kuti waya kugohwa kunoita bhora richindorova mambure zvakasimba.

2

Mambure mikosi yakasimba yakarukaniswa, inoshandiswa kubata hove kana mhuka.

3

Mambure maneti anosungirirwa pagedhi kuti azogamha bhora rinenge ramwa.

4

Kana mukadzi apinda mumambure anenge achata muchato womuchechi.

5

Rugwagwa.

Zvakafanana

usvasvi · rumbure · mbure · muchato

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mamera

Mamera zviyo zvakanyikwa mumvura zvikamera, zvinobikiswa doro kana kuvirisa maheu.

Verenga

Swipe for the next word