KwaunobvaDuramazwiMmambokadzi

Duramazwi

mambokadzi

queen

kwini la

Zvinoreva

Mambokadzi ndishe wechikwadzi anenge achitonga nyika yake.

1

Mambokadzi ndishe wechikwadzi anenge achitonga nyika yake.

Mambokadzi ndishe wechikwadzi anenge achitonga nyika yake.

2

Mambokadzi mukadzi wamambo.

Zvakafanana

kwini la

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mambondini

Mambondini munhu asingatenderi vamwe vanhu kuti vataure kana kuita zvaanorambidza.

Verenga

Swipe for the next word