Duramazwi · zita
kwini
mambokadzi Ja
Duramazwi · zita
Kwini ndishe wechikadzi anenge achitotonga nyika yake.
Kwini ndishe wechikadzi anenge achitotonga nyika yake.
Kwini ndishe wechikadzi anenge achitotonga nyika yake.
Kwini mukadzi wamambo.
mambokadzi Ja
Duramazwi
01 / 03kwinikeki
Kwinikeki kakeke kadiki kanobikirwa mumapepa anenge akaita kunge kakapu.
VerengaSwipe for the next word