Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwindingwi kutaridzika kwekunze kune makore, kuchida kunaya.
1

Kuti kwindingwi kwindingwi kurira kunoita ngoma ichiridzwa. Pakatanga mutambo takanzwa ngoma kuti _kwindingwi kwindingwi_.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwindingwi kwindingwi
Kuti kwindingwi kwindingwi kurira kunoita ngoma ichiridzwa. Pakatanga mutambo takanzwa ngoma kuti _kwindingwi kwindingwi_.
VerengaSwipe for the next word