KwaunobvaDuramazwiKkwindidza

Duramazwi

kwindidza

Zvinoreva

Kana ukati kuno munhu ndinokukwindidza, unenge uchireva kuti unomurova zvakaomarara.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwindimara

Kukwindimara kuva nemwoyo wakaomarara, usingaregereri.

Verenga

Swipe for the next word