KwaunobvaDuramazwiKkwinin'wini

Duramazwi

kwinin'wini

Zvinoreva

Kuti kwinin'wini kukandira kure chinhu chakareba. Akatora tsvimbo iya, kwava kuiti _kwinin'wini_ kwakadaro uko.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwinini

Mushonga unovava unomwiswa mumatunhu (quinine).

Verenga

Swipe for the next word