Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mushonga unovava unomwiswa mumatunhu (quinine).
1
Mushonga unovava unomwiswa mumatunhu (quinine).
Makwinini rudzi rwemapiritsi anorapa marariya.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwinya
Kana uchikwinya nguo kana kuti hembe unenge uchiipeta uchiikwidza kumusoro. Patakasvika parwizi, mvura yaive yakawanda chaizvo, zvokuti takatokwinya hembe dzedu kuti tiwane kuyambuka.
VerengaSwipe for the next word