KwaunobvaDuramazwiKkwinya kwinya

Duramazwi

kwinya kwinya

Zvinoreva

Kuti kwinya kwinya kufamba munhu asina chaakapfeka. Benzi rakati _kwinya kwinya_ richifamba riri musvo mumu-gwagwa.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwipu

Kuti kwipu kurova munhu uchishandisa shamhu inomumonerera. Akati mombe _kwipu_ netvava.

Verenga

Swipe for the next word