KwaunobvaDuramazwiKkwinya

Duramazwi

kwinya

-kwinyira

Zvinoreva

Kana uchikwinya nguo kana kuti hembe unenge uchiipeta uchiikwidza kumusoro. Patakasvika parwizi, mvura yaive yakawanda chaizvo, zvokuti takatokwinya hembe dzedu kuti tiwane kuyambuka.

1

Kuti kwinya kwinya kufamba munhu asina chaakapfeka. Benzi rakati _kwinya kwinya_ richifamba riri musvo mumu-gwagwa.

Rukova rwizi kuyambuka unokwinya nguo.

Zvakafanana

-kwinyira

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwinya kwinya

Kuti kwinya kwinya kufamba munhu asina chaakapfeka. Benzi rakati _kwinya kwinya_ richifamba riri musvo mumu-gwagwa.

Verenga

Swipe for the next word