KwaunobvaDuramazwiTtsitsi

Duramazwi · zita

tsitsi

compassion · compassionate · courtesy · empathy · merciful · merciless · mercilessly · mercy · pitifully · sympathetically · sympathy · unmerciful · pity

Zvinoreva

Tsitsi kurwadzirwa mumwe zvakanyanya, pakunetseka kana kushaiwa kwake.

1

Tsitsi kurwadzirwa mumwe zvakanyanya, pakunetseka kana kushaiwa kwake.

Ndakatongonzwawo tsitsi zvangu kuti aive asisina muchengeti rumai rwake rwafa.

MaiMhofu vakangodzungudza havo musoro vachinzwira Tadiwa tsitsi dzakanyanya.

2

Tsitsi kuregerera mumwe pane zvaakukanganisira, asi asingakodzeri kuregererwa.

Fan nyasha 10, ngoni 10.

Zvakafanana

nyasha · ngoni · mhoi

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsitsinhira

Kutsitsinhira kuita makomba makomba, zvinokonzera kubaya-baya.

Verenga

Swipe for the next word