Duramazwi · zita
roora
dowry · marry
Duramazwi · zita
dowry · marry
Kana munhurume achinzi akaroora anenge ane mudzimai.
Roora ipfuma inobviswa pakuroorwa kwemwanasikana.
Kuroora kubvisa pfuma kuvabereki vomukadzi kuti vakubvumire kugara nomwana wavo somudzimai wako.

Kuroora mukadzi roora muroyi unofuma wowana chinokurwisira daka.
Pasina mari yezaruramuromo, vatezvara havagashiri roora.
Kana vabereki vachitema roora vanenge vachireva pfuma yavanoda kubva kumukuwasha.
Roora ipfuma inobviswa pakuroorwa kwemwanasikana.
Kana vabereki vachitema roora vanenge vachireva pfuma yavanoda kubva kumukuwasha.
Munoro mwanasikana anopiwa kumurume anenge atobvisa roora iye asati azvarwa.
Aka kamari kanopiwa tezvara nomunyai, kuti vavhure muromo wavo vataure roora ravanoda.
Kuroora kubvisa pfuma kuvabereki vomukadzi kuti vakubvumire kugara nomwana wavo somudzimai wako.
Kana vabereki vachitema roora vanenge vachireva pfuma yavanoda kubva kumukuwasha.
Aka kamari kanopiwa tezvara nomunyai, kuti vavhure muromo wavo vataure roora ravanoda.
Iyi imari yokutangisisa inobviswa nomunyai, asati atanga kuburitsa roora.
-wana
Duramazwi
01 / 03roorera
Kuroorera munhu kumuendera kumadzitezvara ake, kundomukumbirira mukadzi nokumubvisira pfuma.
VerengaSwipe for the next word