KwaunobvaDuramazwiRroodza

Duramazwi

roodza

Zvinoreva

Kuroodza kumiririra urongwa hwokuroorwa kwemunhukadzi, uchinge uri iwe uchafanira kuzokumikidza mukadzi kumukuwasha.

1

Kuroodza kumiririra urongwa hwokuroorwa kwemunhukadzi, uchinge uri iwe uchafanira kuzokumikidza mukadzi kumukuwasha.

Haungandipomere mhosva yechipfambi pamusana pokuti ndati, Pasi nekuroodza vana mumba muno!

Takawira: Imhosva kuroodza mwana asati asvika makore gumi nemasere.

Iye mwana ane mukaka pamhuno uyu ndiye waunoda kuroodza here?

2

Kuroodza kubatsira hama yako yechirume nepfuma yokurooresa mukadzi.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word