KwaunobvaDuramazwiRroorwa

Duramazwi

roorwa

Zvinoreva

Kana mukadzi achinzi akaroorwa anenge abva kuvabereki vake abvisirwa pfuma ava kundogara nomurume wake.

1

Kana mukadzi achinzi akaroorwa anenge abva kuvabereki vake abvisirwa pfuma ava kundogara nomurume wake.

Maiguru mai Noku vaive vatoroorwa uye vaive varoorwa nemurume wavo aive nezvinhu zvake.

Sezvakaita ini zvangu munhu anoroorwa neni anotofanira kugara aziva kuti zvecourt handidi.

Uye vana vangu varikufanira kuroorwa nevanhu vemhando yepamusoro.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word