KwaunobvaDuramazwiRropa

Duramazwi · zita

ropa

bled · blood · hemorrhage · lifeblood · transfusion

gazi

Zvinoreva

Ropa ndezvakaita mvura tsvuku, zvinowanikwa mumuviri womunhu kana mhuka, zvinotakura chikafu nomweya kuendesa kunhengo dzomuviri dzakasiyana.

1

Ropa ndezvakaita mvura tsvuku, zvinowanikwa mumuviri womunhu kana mhuka, zvinotakura chikafu nomweya kuendesa kunhengo dzomuviri dzakasiyana.

Tadiwa rakange rave ropa kumusana uku the same naTanaka asi Tanaka paive paruoko.

Akanyatsoona kuti vaive ivo chaivo vaive vauya vachida kuzomumwisa ropa.

Vanhu vose vemuraini vakange vazara imba yose rangova ropa rega rega.

Zvakafanana

gazi

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ropa rakashata

Kana munhu achinzi ane ropa rakashata anenge aine munyama, zvinhu zvisingamufambiri nenzira yakanaka.

Verenga

Swipe for the next word