KwaunobvaDuramazwiSshohori

1

Kuti fafarara kupararira kwezvinhu zvakawanda panzvimbo. Mashohori anga akati fafarara mubani.

Zvine chekuita

svohori

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shohwera

Shohwera kamota kanomera paziso, kanonzi kanoita kana ukatarisa munhukadzi kana munhurume asina kupfeka.

Verenga

Swipe for the next word