KwaunobvaDuramazwiBbhadharika

Duramazwi

bhadharika

payable

Zvinoreva

Kana chinhu chichibhadharika chinenge chichidaidzira mutengo uri nyore.

Kana munhu achibhadharika anenge achifamba achiratidza kushaya simba mumakumbo nokuda kwekudhakwa, kurwara kana kuneta.

1

Ukaenda kundotenga kumusika wekuMbare, muriwo unobhadharika kupinda mutawendi.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhadharisa

Kana ukabhadharisa munhu unenge watema mutengo wechinhu chaari kuda.

Verenga

Swipe for the next word