KwaunobvaDuramazwiCchaja

Duramazwi

chaja

-bhadharisa

Zvinoreva

Kana munhu achichaja chimwe chinhu anenge achireva mutengo wachinoita.

1

Kana vanhu vachiti magetsi akachaja vanenge vachireva kuti uwandu hwemagetsi akashandiswa hwakakwira zvakanyanya.

2

3

Kuchajisa.

Zvakafanana

-bhadharisa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chaka-a

Kuti *chaka-a* kudira munhu mvura asingafungire, kuti avhunduke nokutonhorwa.

Verenga

Swipe for the next word