Duramazwi
Zvinoreva
Kana chipfeko chakati chakachaka chinenge chakanyorova zvekuti mvura inenge ichitoerera kubva pachiri. Machira akafuma akati chakachaka neweti yakaitwa navana usiku.
1

Kana miromo yakati chakachaka nemafuta inenge yakazara mafuta mushure mokudya zvekudya zvine mafuta akawanda.
2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chakachakadza
Kuchakachakadza kurasa-rasa mvura panzvimbo yose zvokuti panobva pazara madhaka.
VerengaSwipe for the next word