Duramazwi
Zvinoreva
Kuda kukasikira zvinhu.
1
Kuda kukasikira zvinhu.
Gachakacha kukasira chaizvo pakudya kana pakuita basa.
Kuchakacha kuva munhu anokasira kutsamwa.
2
Kuchakacha kuva munhu asisagoni kumirira zvinhu zvichaitika kwapera nguva yakareba. Ndakachakacha neshungu ndichida kuti mbavha iunzwe kwatiri tiirove.
3
Kuchakacha kuva munhu anokasira kutsamwa.
4
Kuyaura.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chakachaka
Kana chipfeko chakati chakachaka chinenge chakanyorova zvekuti mvura inenge ichitoerera kubva pachiri. Machira akafuma akati chakachaka neweti yakaitwa navana usiku.
VerengaSwipe for the next word