KwaunobvaDuramazwiFfani

Duramazwi

fani

phenomenon

Zvinoreva

Chaizvo.

1

Chaizvo.

Baba vakagumbuka fani, bhiridha atsutsutidza pendi yose divi rimwe chete remba.

Nyakuita makuhwa akapindukirwa nenyaya vanhu pavakaziva kuti anonyepa fani.

Mukadzi wa-Fani ane mimba yemwedzi mishanu yaakanzi achasununguka mapatya.

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word