KwaunobvaDuramazwiFfangu

Duramazwi

fangu

Zvinoreva

Kuti fangu kuwedzera kumhanya kwaunenge uchiita nebhasikoro, motokari kana mumwewo mudziyo wokufambisa.

1

Kuti fangu kurova munhu kumeso nechibhakera.

2

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fangura

Kufangura bhasikoro, motokari, kana mumwewo mudziyo wokufambisa kuumhanyisa zvokupfurikidza mwero.

Verenga

Swipe for the next word