Duramazwi · zita
urema
disability
Duramazwi · zita
disability
Urema kutadza kushandisa dzimwe nhengo dzomuviri dzakaita semaoko kana makumbo, pamusana pekuti munhu anenge akazvarwa akadaro kana kuti akakuvara akura.
Urema kutadza kushandisa dzimwe nhengo dzomuviri dzakaita semaoko kana makumbo, pamusana pekuti munhu anenge akazvarwa akadaro kana kuti akakuvara akura.
Upofu urema hwekutadza kuona kana kuziva zvinoitika kwauri, izvo zviri pachena.
Chirimi matauriro omunhu ane urema hwokutadza kunyatsodudza mamwe mavara ari mumutauro.
Chimumumu munhu ane urema hwokusagona kutaura.
Urema kushayiwa njere dzakakwana kwemunhu.
Duramazwi
01 / 03uremu
weight
VerengaSwipe for the next word