KwaunobvaDuramazwiUurefu

Duramazwi · zita

urefu

height · length

hupfupi

Zvinoreva

Urefu upimo hwekureba kungaita zvinhu.

1

Urefu upimo hwekureba kungaita zvinhu.

Gomo iri ringaita urefu hwamakiromita matatu.

Apa pakati nepakati pedenderedzwa panoita urefu hwakaenzana kubva kumativi ese.

Chiendera urefu hwenguva kubva pakaenda munhu kune imwe nzvimbo uko kwaasati adzoka.

Zvakasiyana

hupfupi

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word