Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ureri mubairo kana mubhadharo unopiwa munhu sekumutenda kuti akarera mwana asiri wake.
1

Mureri munhu anochengeta mwana kubva achiri mudiki kusvika akura, asiri iye nyakubereka.
Mureri munhu anosevenza basa rekuchengeta vana achitambiriswa mari.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03urerwa
Kudzvanyirira nenzira yeruzivo.
VerengaSwipe for the next word