Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chousiku chinhu chinoshandiswa nevaroyi usiku, chinoti chikarova munhu chinogona kumurwarisa kana kumuuraya.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chouviri
Chouviri zvikwanisiro zvinodiwa kuti upenyu hwomunhu huenderere mberi zvakanaka. Kana pasina chouviri, kana mubhawa macho hamugarike.
VerengaSwipe for the next word