KwaunobvaDuramazwiCchivanda

Zvinoreva

Chivanda chinhu chinoshandiswa nevaroyi pakurova munhu, chinoita kuti munhu arohwa wacho arotomoke, arware kana kuti afe.

1

Kana mhashu ichipfupfumira, inenge ichivanda mubundo painenge ichidzingirirwa.

Kuti peserere kufamba zvinyoronyoro uchivanda nechimwe chinhu kuti usaonekwa.

Zvakafanana

chousiku

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word