Duramazwi · zita
chivande
intrigue
Duramazwi · zita
intrigue
Kana munhu akaita chinhu pachivande anenge achiita pasina mumwe anozviziva. Mufundisi vakaenda kun'anga kundoshopera muchivande.
Kana munhu akaita chinhu pachivande anenge achiita pasina mumwe anozviziva. Mufundisi vakaenda kun'anga kundoshopera muchivande.
Mukumbo uyu waiwanzorongwa kuti uitike pachivande zvisingazivikanwi navabereki vemusikana kunze kwatete kana mbuya.
Uyu munhu anorongera mumwe zvakaipa muchivande, asi kana amuona oita seanomufarira.
Kana uchiita zvinhu nerweseri unenge uchizviita muchivande pasina anokuona.
chirevere · ruvande · chiverevere
Duramazwi
01 / 03chivandira
Chivandira munhu asingabudi pachena kuti pane zvaanofunga asi zvozongoonekwa pokupedzisira.
VerengaSwipe for the next word