Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uku kuita zvinhu muchihwande, vamwe vanhu vasingazivi, uye pasina akuona. Mazuva ehondo vanhu vaiita chiverevere kuenda kuMozambiki.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chivero
Chivero idombo rinoshandiswa kurodzera midziyo.
VerengaSwipe for the next word