KwaunobvaDuramazwiCchiverengera

Duramazwi · zita

chiverengera

mherengera

Zvinoreva

Iyi itsika yokurega zvawanga uchifanirwa kuita, uchifunga kuti uchazozviita munguva ichatevera, dzamara zvazokona.

1

Iyi itsika yokurega zvawanga uchifanirwa kuita, uchifunga kuti uchazozviita munguva ichatevera, dzamara zvazokona.

Kana munhu achiverengera kuita chinhu, anenge achingoti achati ochiita kusvika nguva yapera.

Zvakafanana

mherengera

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiverevere

Uku kuita zvinhu muchihwande, vamwe vanhu vasingazivi, uye pasina akuona. Mazuva ehondo vanhu vaiita chiverevere kuenda kuMozambiki.

Verenga

Swipe for the next word