Duramazwi · zita
Zvinoreva
Seri idivi rakapesana nerauri, raunoita zvokusvika kwariri kazhinji wambopoterera kana kutendeuka.
1
Seri idivi rakapesana nerauri, raunoita zvokusvika kwariri kazhinji wambopoterera kana kutendeuka.
Ndakunosvika ndakaita kunge ndaona mumvuri wemunhu uchipota seri kwemba ndichibva ndamira.
Panguva idzodzo ndakaita sekuti ndaona Lennon but zvakangoita kunge kubwaira kweziso kwakubva atoenda seri kwetuckshop.
Murume mupfupi aidadamira kuti akwanise kuona zviri seri kwemudhuri.
2
Kana uchiita zvinhu nerweseri unenge uchihwandira vamwe wako uchizviita ivo vasingazivi.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03serima
Serima ibadza rapera basa.
VerengaSwipe for the next word