KwaunobvaDuramazwiSsero

Duramazwi · zita

sero

sale

Zvinoreva

Sero kutengesa zvinhu nemitengo yakadzika pane yemazuva ese muchitoro.

1

Sero kutengesa zvinhu nemitengo yakadzika pane yemazuva ese muchitoro.

Ndawanikidza pachitoro chemabhegi chiya paine sero huru zvekuti ndatotenga mabhegi matatu chaiwo.

Sero kutengesa zvinhu nemitengo yakadzika pane yemazuva ese muchitoro.

Marukwa midzi kana tsanga dzakachekererwa nokuparwa kuitira kurukisa zvakaita matengu, sero kana tswanda.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

serotepi

Serotepi ipurasitiki ine rutivi runonamira, inoshandiswa kunamira mamwe mapepa.

Verenga

Swipe for the next word