Duramazwi · zita
chovha
paddle
Duramazwi · zita
paddle
Kana vanhu vachichovha vanenge vari kufamba vachiswedera kune imwe nzvimbo. Chovhai kumashure, tibva takwana tose mukombi.
Chovha imotokari inoita basa rokutakura vanhu, isingataridziki zvakanaka nokuda kwebasa rayo kana kusakara.

Ndaive ndakutoshuvira kuti dai ndangoonawo sahwira wangu pamwe aigona kuzondibatsirawo nemari yemuchovha.
Ini handidi zvokupipitira motokari yangu nevanhu, kuita sechovha kudaro.

chovhamubayiwa · chichovha
Duramazwi
01 / 03chovhamubaiwa
Izwi rinoshandiswa mumatambudziko.
VerengaSwipe for the next word