KwaunobvaDuramazwiCchovhamubaiwa

Duramazwi · zita

chovhamubaiwa

Zvinoreva

Izwi rinoshandiswa mumatambudziko.

1

Izwi rinoshandiswa mumatambudziko.

Pandaibuda muchovhamubaiwa iya, bhurukwa rangu rakakakatwa nechipikiri pamusuo, rikabva rati mweu.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chovhera

Kana murume achiti wandichovhera pfambi anenge achireva kuti wamuita kuti adanane nayo.

Verenga

Swipe for the next word