Duramazwi · zita
mudyakadanga
Zvinoreva
Chowa mushonga unogadzirwa wopiwa munhu kuti akwanise kufembera zvichaitika mberi.
1

Kuti chowa chowa kufamba munhu achiratidza kusaziva zvaari kuita kana kwaari kuenda.
Chowa ibundo rinomera pakarimwa, rinobudisa munhuhwi wakaipa kana ukarigumha, uye rinonzi rinorwarisa kana kuuraya kana ukaritsenga.
2

Zvakafanana
mudyakadanga
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chowa chowa
Kuti chowa chowa kufamba munhu achiratidza kusaziva zvaari kuita kana kwaari kuenda.
VerengaSwipe for the next word