KwaunobvaDuramazwiBbotso

Duramazwi · zita

botso

-tanda botso

Zvinoreva

Botso mutambo unoitirwa kupodza shungu dzomubereki akafa aine chigumbu chikuru nomwana wake.

1

Botso mutambo unoitirwa kupodza shungu dzomubereki akafa aine chigumbu chikuru nomwana wake.

Botso mutambo unoitirwa kupodza shungu dzomubereki akafa aine chigumbu chikuru nomwana wake.

Kana munhu achiripira mumwe anenge achimubhadhara zvinhu zvaakamukanganisira. Kuti usatanda botso, ripira amai vako kuvatuka kwawakaita.

Mbotso mukaka unobuda mumunyatso wen'ombe kana wangosvina kamwe.

Zvine chekuita

-tanda botso

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

botyopotyo

Botyopotyo mabudiro ekukurumidza angaite zvinhu zvakaita sembeva dzichibva mumwena.

Verenga

Swipe for the next word