Duramazwi
Zvinoreva
Kubova kurutsa kunorwadza kunowanzokonzerwa nenyongo.
1
Kubova kurutsa kunorwadza kunowanzokonzerwa nenyongo.
Kubova kuchema kana kusheedzera kunoita munhu anenge achirwadziwa zvikuru.
Kubova kurutsa kunorwadza kunowanzokonzerwa nenyongo.
2
Kubova kuchema kunoita bita mombe kana yarwadziwa.
Mabhuru vaviri akatanga kurwa, isu ndokuzongonzwa redu robowa, rabayiwa padivi pomutsipa.
3
Kubova kuchema kana kusheedzera kunoita munhu anenge achirwadziwa zvikuru.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bove
Kuti bove kuisa kunoita munhu chidimbu chose chechokudya mumukanwa panguva imwe chete.
VerengaSwipe for the next word