KwaunobvaDuramazwiWwomesa

Duramazwi

womesa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi awomesa anenge aita zvinoshamisa uye zvisingakwanisi kutevedzerwa navakawanda.

1

Takasvikoomesa patakatambira mukuwasha mumusha namarimba uye bhendi.

Kana munhu achinzi awomesa anenge aita zvinoshamisa uye zvisingakwanisi kutevedzerwa navakawanda.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wona

Kuvhura maziso kuitira ruzivo (to see).

Verenga

Swipe for the next word